Mateo 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Gungano riya parakazviona rakatya rikarumbidza Mwari akanga apa simba rakadaro kuvanhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakatya, ʋakarumbidza Mŋari, wakapa ʋanhu simba rakaɗai. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Vanhu vazhinji vakati vachizviona, vakatya, vakarumbidza Mwari, akapa vanhu simba rakadai. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Gungano riya parakazviona rakatya rikarumbidza Mwari akanga apa simba rakadaro kuvanhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vanhu vazhinji pavakazviona, vakazadzwa nokutya uye vakarumbidza Mwari uyo akanga apa simba rakadai kuvanhu. Ver Capítulo |