Mateo 9:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Jesu akafamba nomumaguta ose nomumisha achidzidzisa mumasinagogu avo achiparidza Shoko Rakanaka roumambo achirapa zvirwere zvose namatenda ose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino Jesu wakapota namaguta ose nemisha, acidzidzisa mumasinagoge aʋo, aciparidza Evaŋgeri yoʋushe, nokuporesa kurwara kwose noʋukosha bgose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200235 Zvino Jesu wakapota namaguta ose nemisha, achidzidzisa mumasinagoge avo, achiparidza vhangeri youshe, nokuporesa kurwara kwose noukosha hwose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Jesu akafamba nomumaguta ose nomumisha achidzidzisa mumasinagogu avo achiparidza Shoko Rakanaka roumambo achirapa zvirwere zvose namatenda ose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Jesu akafamba nomumaguta ose nemisha yose, achidzidzisa mumasinagoge avo achiparidza nhau dzakanaka dzoumambo uye achiporesa zvirwere zvose nehosha dzose. Ver Capítulo |