Mateo 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Pavakabva ipapo, pakauiswa munhu aiva mbeveve akagarwa nomweya wakaipa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakati ʋaciɓuɗa, tarira, ʋakaʋuya kwaari nomunhu wakaŋga ari mbeʋeʋe waiʋa nomŋeya wakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Vakati vachibuda, tarira, vakauya kwaari nomunhu akanga ari mbeveve aiva nomweya wakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pavakabva ipapo, pakauiswa munhu aiva mbeveve akagarwa nomweya wakaipa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakati vachibuda, mumwe murume akanga ari mbeveve uye akabatwa nedhimoni akauyiswa kuna Jesu. Ver Capítulo |