Mateo 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Paakapinda muKapenaumu, mumwe mukuru wezana ramasoja akauya kwaari achimuteterera Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Wakati apinda Kapernaume, mumŋe mukuru wezana akaʋuya kwaari, akakumbira ɀikuru kwaari, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Akati apinda Kapenaume, mumwe mukuru wezana akauya kwaari, akakumbira zvikuru kwaari, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Paakapinda muKapenaumu, mumwe mukuru wezana ramasoja akauya kwaari achimuteterera Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jesu akati apinda muKapenaume, mukuru wezana akauya kwaari achikumbira rubatsiro. Ver Capítulo |