Mateo 8:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakabva vazhamba vachiti, “Unei nesu, Mwanakomana waMwari. Wauya kuzotirwadzisa here nguva isati yasvika.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Tinemhaka yeiko nemi, Mŋanakomana waMŋari? Maʋuya pano kuzotirwadzisa, ŋguʋa isati yaȿika here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Zvino vakadanidzira, vachiti, “Tinemhaka yeiko nemi, Mwanakomana waMwari? Mauya pano kuzotitambudza, nguva isati yasvika here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakabva vazhamba vachiti, “Unei nesu, Mwanakomana waMwari. Wauya kuzotirwadzisa here nguva isati yasvika.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vakadanidzira vachiti, “Munodeiko kwatiri, Mwanakomana waMwari? Mauya kuzotirwadzisa here iyo nguva yakatarwa isati yasvika?” Ver Capítulo |