Mateo 8:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Jesu, wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji ʋakamukomba, akaraira kuti ʋayambukire mhiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Jesu, akati achiona vanhu vazhinji vakamukomba, akaraira kuti vayambukire mhiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Jesu akati aona vanhu vazhinji vakamukomberedza akarayira kuti vayambuke vaende kune rimwe divi regungwa. Ver Capítulo |