La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti mumŋe nomumŋe unokumbira unopiwa; unotȿaka unowana; unogogodza unozarurirwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Nokuti mumwe nomumwe anokumbira anopiwa; anotsvaka aNowana; anogogodza anozarurirwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Nokuti munhu wose anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 7:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios