La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Muti wose usingabereki muchero wakanaka unotemwa uchikandwa mumoto.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Muti mumŋe nomumŋe usiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakanaka, unotemŋa, ukakandirwa mumŋoto.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Muti mumwe nomumwe usingabereki michero yakanaka, unotemwa, ukakandirwa mumoto.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Muti wose usingabereki muchero wakanaka unotemwa uchikandwa mumoto.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Muti wose usingabereki michero yakanaka unotemwa uye ugokandwa mumoto.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 7:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios