Mateo 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Muti wakanaka haungabereki muchero wakaipa; mutiwo wakaipa haungabereki muchero wakanaka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Muti wakanaka hauŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakaipa, nomuti wakaipa hauŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakanaka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 “Muti wakanaka haungabereki michero yakaipa, nomuti wakaipa haungabereki michero yakanaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Muti wakanaka haungabereki muchero wakaipa; mutiwo wakaipa haungabereki muchero wakanaka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Muti wakanaka haungabereki michero yakaipa, nemuti wakaipa haungabereki michero yakanaka. Ver Capítulo |