Mateo 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvose zvamungade kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo saizvozvo nokuti uyu ndiwo mutemo navaporofita. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Saka ɀinhu ɀose ɀamunoɗa kuti ʋanhu ʋakuitirei, muʋaitire nemi ʋo saiɀoɀo, nokuti ndiwo murairo naʋaprofita. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 “Saka zvinhu zvose zvamunoda kuti vanhu vakuitirei, muvaitire nemiwo saizvozvo, nokuti ndiwo murayiro navaporofita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvose zvamungade kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo saizvozvo nokuti uyu ndiwo mutemo navaporofita. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Saka muzvinhu zvose itirai vamwe zvamunoda kuti vakuitirei imi, nokuti izvi ndizvo Murayiro naVaprofita. Ver Capítulo |