Mateo 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Musafanane navo, nokuti Baba venyu vanoziva zvamunoda musati mavakumbira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Naiɀoɀo musafanana naʋo; nokuti Ƃaɓa ʋenyu ʋanoziʋa ɀamunoshaiwa, musati makumbira kwaʋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Naizvozvo musafanana navo; nokuti Baba venyu vanoziva zvamunoshayiwa, musati makumbira kwavari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musafanane navo, nokuti Baba venyu vanoziva zvamunoda musati mavakumbira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Musafanana navo nokuti Baba venyu vanoziva zvamunoshayiwa musati mavakumbira. Ver Capítulo |