Mateo 6:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Nokuti vechirudzi vanotsvaka zvose izvi asi Baba venyu vokudenga vanoziva kuti zvose izvi munozvida. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nokuti ʋahedeni ʋanotȿaka iɀoɀi ɀose, nokuti Ƃaba ʋenyu ʋokuɗeŋga ʋanoziʋa kuti munoshaiwa iɀoɀi ɀose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Nokuti vahedheni vanotsvaka izvozvi zvose, nokuti Baba venyu vokudenga vanoziva kuti munoshayiwa izvozvi zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Nokuti vechirudzi vanotsvaka zvose izvi asi Baba venyu vokudenga vanoziva kuti zvose izvi munozvida. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Izvi ndizvo zvinoitwa nevedzimwe ndudzi, nokuti Baba venyu vari kudenga vanoziva kuti munoda zvinhu izvi. Ver Capítulo |