Mateo 6:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Ko munozvinetsereiko muchifunga nezvokupfeka? Tarisai muone maruva esango kuti anokura sei. Haabati basa kana kuruka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Munofuŋganyireiko pamsoro peɀokufuka? Fuŋgai maruʋa eɓundo, kumera kwawo; haaɓati, haaruki; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 “Munofunganyireiko pamusoro pezvokupfeka? Fungai maruva ebundo, kumera kwawo; haabati basa, haaruki; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ko munozvinetsereiko muchifunga nezvokupfeka? Tarisai muone maruva esango kuti anokura sei. Haabati basa kana kuruka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Ko, munofunganyirei pamusoro pezvokupfeka? Tarirai kuti maruva esango anokura sei? Haashandi kana kuruka. Ver Capítulo |