La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Musatirege tichipinda muchiedzo. Asi tinunureiwo kune zvakaipa.’ Nokuti umambo ndowenyu, nesimba nembiri, narini narini. Ameni.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Regai kutiisa pakuidzwa, asi mutirwirei panowakaipa. [Nokuti ʋushe ndobgenyu, nesimba, nokubginya, nokusiŋgaperi. Ameni.]

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Musatirege tichiedzwa, asi mutinunurei pane zvakaipa. (Nokuti ushe ndohwenyu, nesimba nokubwinya, nokusingaperi. Ameni)’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Musatirege tichipinda muchiedzo. Asi tinunureiwo kune zvakaipa.’ Nokuti umambo ndowenyu, nesimba nembiri, narini narini. Ameni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Musatitungamirira mukuedzwa, uye mutinunure kubva kuno wakaipa.’

Ver Capítulo Copiar




Mateo 6:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios