Mateo 5:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida mumwe wako uvenge muvengi wako.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Makanzwa kuti ɀakanzi: Uɗe wokwako, uʋeŋge muʋeŋgi wako. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200243 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida wokwako, venga muvengi wako.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida mumwe wako uvenge muvengi wako.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ida wokwako, uvenge muvengi wako.’ Ver Capítulo |