La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 5:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Kana munhu akakumanikidza kuti umuperekedze kiromita imwechete, muperekedze kwamakiromita maviri.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Aninani unokumanikidza kuenda maira imŋe, uende naye mbiri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Ani naani anokumanikidza kuenda maira imwe, uende naye mbiri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Kana munhu akakumanikidza kuti umuperekedze kiromita imwechete, muperekedze kwamakiromita maviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Kana munhu akakumanikidza kufamba mutunhu mumwe chete, famba naye miviri.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 5:41

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios