Mateo 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 “Regai kumbofunga zvenyu kuti ndakauya kuzoparadza mutemo kana vaporofita. Handina kuuya kuzozviparadza, asi kuzozvizadzisa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Musafuŋga kuti ndakaʋuya kuparadza murairo kana ʋaprofita: Handina‐kuʋuya kuparadza, asi kuzadzisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 “Musafunga kuti ndakauya kuparadza murayiro kana vaporofita, handina kuuya kuzoparadza, asi kuzadzisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Regai kumbofunga zvenyu kuti ndakauya kuzoparadza mutemo kana vaporofita. Handina kuuya kuzozviparadza, asi kuzozvizadzisa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Musafunga kuti ndakauya kuzoparadza Murayiro kana Vaprofita; handina kuuya kuzozviparadza asi kuzozvizadzisa. Ver Capítulo |