Mateo 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Makakomborerwa zvenyu imi kana vanhu vachikushorai nokukutambudzai vachikupomerai zvakaipa zvose zvenhema pamusana pangu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Makaropafadzwa imi, kana ʋacikuɀidzai, ʋacikutambudzai, ʋacikupomerai ɀakaipa ɀose nenhema, nokuɗa kwaŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 “Makaropafadzwa imi, kana vachikuzvidzai, vachikutambudzai, vachikupomerai zvakaipa zvose nenhema, nokuda kwangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Makakomborerwa zvenyu imi kana vanhu vachikushorai nokukutambudzai vachikupomerai zvakaipa zvose zvenhema pamusana pangu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Makaropafadzwa imi kana vanhu vachikutukai, vachikutambudzai uye vachikupomerai zvakaipa zvose nokuda kwangu. Ver Capítulo |