Mateo 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu akati achiona gurusvusvu riya ravanhu akakwira mugomo. Paakagara pasi vadzidzi vake vakauya kwaari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, ʋadzidzi ʋake ʋakasweɗera kwaari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Akati achiona vanhu vazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, vadzidzi vake vakaswedera kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu akati achiona gurusvusvu riya ravanhu akakwira mugomo. Paakagara pasi vadzidzi vake vakauya kwaari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino akati aona vanhu vazhinji, akakwira mugomo uye akagara pasi. Vadzidzi vake vakauya kwaari, Ver Capítulo |