Mateo 28:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akabva asangana navo akati, “Kwaziwai” ivo vakauya kwaari vakabata tsoka dzake vachimugwadamira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino tarira, Jesu wakasoŋgana naʋo, akati: Kwaziwai! Ʋakaʋuya, ʋakaɓata tsoka dzake, ʋakamunamata. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Zvino tarira, Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai!” Vakauya, vakabata tsoka dzake, vakamupfugamira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akabva asangana navo akati, “Kwaziwai” ivo vakauya kwaari vakabata tsoka dzake vachimugwadamira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pakarepo Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai.” Vakauya kwaari vakabata tsoka dzake uye vakamunamata. Ver Capítulo |