Mateo 27:63 - Bhaibhiri Idzva rechiShona63 “Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 ʋakati: Ishe, tinoraŋgarira kuti munyeŋgeri uyu, aciri mupenyu, wakati: Mazuʋa matatu apfuʋura, ndicamuka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200263 vakati, “Ishe, tinorangarira kuti munyengeri uyu, achiri mupenyu, akati, ‘Mazuva matatu apfuura, ndichamuka.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 “Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Vakasvikoti, “Ishe, tinorangarira kuti achiri mupenyu, munyengeri uya akati, ‘Mushure mamazuva matatu, ndichamukazve.’ Ver Capítulo |