La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 27:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

58 akaenda kunaPirato, akakumbira mutumbu waJesu. Pirato akaraira kuti apiwe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

58 akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

58 Akaenda kuna Pirato akandokumbira mutumbi waJesu, uye Pirato akarayira kuti aupiwe.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 27:58

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios