La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 27:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Ʋamŋe ʋakati: Regai, timboʋona kana Eria acizoʋuya kumuponesa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Vamwe vakati, “Regai, timboona kana Eria achizouya kumuponesa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Asi vamwe vakati, “Mirai tione kuti Eriya achauya kuzomuponesa here.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Vamwe vakati, “Zvino musiyei ari oga. Regai tione kana Eria achiuya kuzomuponesa.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 27:49

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios