La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 26:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haina simba.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Rindai uye munyengetere kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda, asi muviri wakaneta.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 26:41

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios