Mateo 25:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 Iye achavapindura achiti, ‘Zvechokwadi chaizvo zvamusina kuzviita kuno mumwe wavadiki ava, hamuna kuzviita kwandiri?’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino ucaʋapindura, aciti: Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri, pamusati makaɀiitira mumŋe waʋaɗuku aʋa, hamuzakaɀiitireni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200245 Zvino achavapindura, achiti, ‘Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, pamusati makazviitira mumwe wavaduku ava, hamusakazviitireni.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Iye achavapindura achiti, ‘Zvechokwadi chaizvo zvamusina kuzviita kuno mumwe wavadiki ava, hamuna kuzviita kwandiri?’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 “Achapindura achiti, ‘Ndinokuudzai chokwadi kuti, zvose zvamusina kuitira mumwe wavaduku ava, hamuna kuzviitira ini.’ Ver Capítulo |