La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 24:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 Asi kana muranda uyo wakaipa akataura mumŋoyo make, aciti: Ishe waŋgu wanonoka;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

48 Asi kana muranda uyo akaipa akataura mumwoyo make, achiti, ‘Ishe wangu anonoka;’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 Asi ngatimboti muranda uyo akaipa uye oti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu achange asipo kwenguva refu,’

Ver Capítulo Copiar




Mateo 24:48

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios