Mateo 24:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 “Ndoupi zvino muranda wakatendeka uye akangwara anoiswa pabasa natenzi wake rokutarira vomumusha make kuti avape zvokudya zvavo nenguva kwayo? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ndianiko muranda wakatendeka, wakaŋgwara, wakagadzwa nashe wake aʋe mutariri weimba yake, kuti aʋape ɀokudya neŋguʋa yakafanira? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200245 Ndianiko muranda akatendeka, akangwara, akagadzwa nashe wake kuti ave mutariri weimba yake, kuti avape zvokudya nenguva yakafanira? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Ndoupi zvino muranda wakatendeka uye akangwara anoiswa pabasa natenzi wake rokutarira vomumusha make kuti avape zvokudya zvavo nenguva kwayo? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 “Ndiani zvino muranda akatendeka uye akachenjera uyo akaiswa natenzi wake kuti atarire varanda veimba yake kuti agovapa zvokudya panguva yakafanira? Ver Capítulo |