Mateo 24:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Rudzi urwu haruŋgatoŋgopfuʋuri kuȿikira iɀoɀi ɀose ɀaitika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira izvozvi zvose zvaitika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ndinokuudzai chokwadi kuti rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira zvinhu zvose izvi zvaitika. Ver Capítulo |