La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 23:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Nokuti ndinokutaurira kuti hauchambondionazve kusvikira pauchazoti, ‘Ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Nokuti ndinoti kwamuri: Kubva ɀino hamucazondiʋoni, kuȿikira muciti: Ŋgaarumbidzwe iye unoʋuya nezita raShe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Nokuti ndinoti kwamuri, kubva zvino hamuchazondioni, kusvikira muchiti, ‘Ngaarumbidzwe iye anouya nezita raIshe.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Nokuti ndinokutaurira kuti hauchambondionazve kusvikira pauchazoti, ‘Ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Ndinokuudza kuti, hauchazondionizve kusvikira wati, ‘Akaropafadzwa anouya muzita raIshe.’ ”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 23:39

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios