Mateo 23:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 saka ɀose ɀaʋanokuʋudzai, muɀiite nokuɀiceŋgeta, asi musateʋera maɓasa aʋo; nokuti ʋanotaura, asi haʋaiti. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 saka zvose zvavanokuudzai, muzviite nokuzvichengeta, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka munofanira kuvateerera muite zvinhu zvose zvavanokuudzai. Asi musaita zvavanoita, nokuti havaiti zvavanoparidza. Ver Capítulo |