La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti ɀakarebga naʋaprofita ɀiitike, kuti ucanzi muNazareta.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvakarehwa navaporofita zviitike, kuti achanzi muNazareta.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 uye akaenda akandogara muguta rainzi Nazareta. Izvi zvakabva zvazadzisa zvakarehwa kubudikidza navaprofita zvichinzi, “Achanzi muNazareta.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 2:23

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios