Mateo 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Herode wakati afa, tarira, mutumŋa waShe akaʋonekwa naJosefa pakurota paEgipita, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mushure mokufa kwaHerodhi, mutumwa waShe akazviratidza kuna Josefa muIjipiti mukurota Ver Capítulo |