Mateo 1:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 “Tarirai, mhandara ichava napamuviri ichizobereka mwana mukomana. Zita rake richazonzi Imanueri” (zvinoreva kuti Mwari Anesu.) Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Tarira, mhandara icaʋa nemimba, icaɀara mŋanakomana, Ʋacamutumidza zita rinonzi Emanueri; ndokuti kana ɀicishandurwa: Mŋari unesu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 “Tarira, mhandara ichava nepamuviri, ichazvara mwanakomana, vachamutumidza zita rinonzi Emanueri;” ndokuti, “Kana zvichishandurwa, Mwari anesu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Tarirai, mhandara ichava napamuviri ichizobereka mwana mukomana. Zita rake richazonzi Imanueri” (zvinoreva kuti Mwari Anesu.) Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Mhandara ichava napamuviri, igozvara mwana mukomana, uye vachamutumidza zita rokuti Emanueri, zvichireva kuti, ‘Mwari anesu.’ ” Ver Capítulo |