La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino Josefa, murume wake, ɀaakaŋga ari munhu wakarurama, asiŋgaɗi kumunyadzisa, wakafuŋga kumurega cinyararire.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Asi nokuda kwokuti Josefa akanga ari munhu akarurama akafunga zvokumuramba chinyararire, asingamunyadzisi pavazhinji.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 1:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios