Mariko 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu ndokuti kwavari, “Hakuna kwaasingaremekedzwi muporofita kusara kwomudunhu rokwake, nomukati mehama dzake nomukati mevemba yake.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akati kwaʋari: Muprofita haaŋgashaiwi kukudzwa, asi munyika yake, nokuhama dzake, nomumba make. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nokuhama dzake, nomumba make.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu ndokuti kwavari, “Hakuna kwaasingaremekedzwi muporofita kusara kwomudunhu rokwake, nomukati mehama dzake nomukati mevemba yake.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu akati kwavari, “Muprofita haakudzwi muguta romunyika yokwake, pakati pehama dzake, nomumba make chete.” Ver Capítulo |