Mariko 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Dzimwewo dzakandowira muvhu rakanaka dzikamera dzikakura ndokuberekana, dzimwe ndokuita makumi matatu, dzimwe makumi matanhatu dzimwewo zana.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Dzimŋe dzakawira muvu rakanaka, dzikaɓereka ɀiɓereko, nokuti dzakakura, dzikawanza; dzikaɓereka makumi matatu, namakumi matanhatu, nezana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka, dzikaita vana, nokuti dzakakura, dzikawanza; dzikabereka makumi matatu, namakumi matanhatu, nezana.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Dzimwewo dzakandowira muvhu rakanaka dzikamera dzikakura ndokuberekana, dzimwe ndokuita makumi matatu, dzimwe makumi matanhatu dzimwewo zana.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uye dzimwe dzakawira pavhu rakanaka. Dzakamera dzikakura uye dzikabereka kakapetwa makumi matatu, makumi matanhatu, kana kunyange zana.” Ver Capítulo |