Mariko 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuzoti zuva rakwira dzakapiswa nezuva, sezvo dzakanga dzisina midzi, dzakashwauruka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 asi zuʋa rakati raɓuɗa, dzikapiswa; dzikawoma, nokuti dzakaŋga dzisinomudzi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 asi zuva rakati rabuda, dzikapiswa; dzikaoma, nokuti dzakanga dzisina mudzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti zuva rakwira dzakapiswa nezuva, sezvo dzakanga dzisina midzi, dzakashwauruka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi zuva rakati rabuda, mbeu dzakapiswa nezuva, uye dzikaoma nokuti dzakanga dzisina midzi. Ver Capítulo |