La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Jesu akabvapo navadzidzi vake oenda kugungwa; chitawo chikuru chavanhu vaibva kuGarirea chakatevera uyewo vanhu vakauya kwaari vachibva kuJudhea

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino Jesu wakaenda naʋadzidzi ʋake kuguŋgwa; ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera ʋacibva Garirea; nokuJudea,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino Jesu akaenda navadzidzi vake kugungwa; vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera vachibva Gariria; nokuJudhea,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Jesu akabvapo navadzidzi vake oenda kugungwa; chitawo chikuru chavanhu vaibva kuGarirea chakatevera uyewo vanhu vakauya kwaari vachibva kuJudhea

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Jesu akabva kugungwa navadzidzi vake, uye vanhu vazhinji vaibva kuGarirea vakamutevera.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 3:7

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios