Mariko 3:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvitadzo zvose nokushonha Mwari kwose kunoregererwa vanhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, ʋanakomana ʋaʋanhu ʋacakaŋganwirwa ɀiʋi ɀose, nokumhura kwose kwaʋanomhura Mŋari nako; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, vanakomana vavanhu vacharegererwa zvivi zvose, nokushonha kwose kwavanoshonha Mwari nako; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvitadzo zvose nokushonha Mwari kwose kunoregererwa vanhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ndinokuudzai chokwadi kuti zvivi zvose nokumhura kwavanhu kwose zvicharegererwa. Ver Capítulo |