La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 3:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Uyezve nyanzvi dzoMutemo dzakabva Jerusaremu dzaiti, “Akagarwa naBheerizebhuri, uye kuti anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda remweya yakaipa.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naʋanyori ʋakaŋga ʋaɓuruka ʋacibva Jerusarema, ʋakati: UnaBeerzeburi, unoɓuɗisa mŋeya yakaipa nomucinda wemŋeya yakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Navanyori vakanga vaburuka vachibva Jerusaremu, vakati, “Ana Bheerizebhuri, anobudisa mweya yakaipa nomuchinda wemweya yakaipa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Uyezve nyanzvi dzoMutemo dzakabva Jerusaremu dzaiti, “Akagarwa naBheerizebhuri, uye kuti anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda remweya yakaipa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Uye vadzidzisi vomurayiro vaibva kuJerusarema vakati, “Akabatwa nomweya waBheerizebhubhi! Ari kudzinga madhimoni nomuchinda wamadhimoni.”

Ver Capítulo Copiar




Mariko 3:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios