Mariko 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Izwi reanodaidzira ari murenje, achiti, ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake.’ ” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Inzwi rounoɗana murenje, Gadzirai nzira yaShe, Ruramisai migwagwa yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Izwi raanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Izwi reanodaidzira ari murenje, achiti, ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake.’ ” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “inzwi rounodana murenje, richiti, ‘Gadzirai nzira yaShe, ruramisai migwagwa yake.’ ” Ver Capítulo |