Mapisarema 94:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndiani zvake akambosimuka kuti andirwire kuna vakaipa? Ndiani angandimiririrewo kurwisa vaiti vezvakaipa? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndianiko ucandirwira paʋaiti ʋeɀakaipa? Ndianiko ucandiɓatsira panaʋanoita ɀakaipa? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Ndianiko achandirwira pavaiti vezvakaipa? Ndianiko achandibatsira panavanoita zvakaipa? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndiani zvake akambosimuka kuti andirwire kuna vakaipa? Ndiani angandimiririrewo kurwisa vaiti vezvakaipa? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndianiko achandirwira pane vakaipa? Ndianiko achandibatsira pavaiti vezvakaipa? Ver Capítulo |