Mapisarema 92:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi runyaŋga rwaŋgu makarusimudza sorunyaŋga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matȿa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Asi runyanga rwangu makarusimudza sorunyanga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matsva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Makasimudzira runyanga rwangu sorwenyati; mafuta akaisvonaka akadururirwa pamusoro pangu. Ver Capítulo |