Mapisarema 91:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Akadana kwandiri ndichamupindura; ndichava naye munhamo; ndichamununura ndichimuremekedza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Iye ucaɗana kwandiri, ndicamupindura; Ini ndicaʋa naye pakutambudzika; Ndicamurwira, nokumukudza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Iye achadana kwandiri, ndichamupindura; Ini ndichava naye pakutambudzika; Ndichamurwira, nokumukudza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akadana kwandiri ndichamupindura; ndichava naye munhamo; ndichamununura ndichimuremekedza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Achadana kwandiri, uye ndichamupindura; ndichava naye pakutambudzika, ndichamurwira uye ndichamukudza. Ver Capítulo |