La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 90:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Munopindura munhu kuva huruva munongoti vanhu, “Dzokerai kune zvamakanga muri.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Munodzosera munhu kuguruʋa; Muciti: Dzokai ʋana ʋaʋanhu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Munodzosera munhu kuguruva; Muchiti, “Dzokai vana vavanhu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Munopindura munhu kuva huruva munongoti vanhu, “Dzokerai kune zvamakanga muri.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Munodzosera vanhu kuguruva zvakare, muchiti, “Dzokerai kuguruva, imi vanakomana vavanhu.”

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 90:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios