Mapisarema 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Marudzi akawira mugomba ravakazvicherera vakabatwa gumbo mumambure avakaviga ivo pachavo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋahedeni ʋakanyura mugomba raʋakacera; Rutsoka rwaʋo rwakaɓatwa mumumbure, waʋakaʋanza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Vahedheni vakanyura mugomba ravakachera; Rutsoka rwavo rwakabatwa mumumbure, wavakavanza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Marudzi akawira mugomba ravakazvicherera vakabatwa gumbo mumambure avakaviga ivo pachavo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ndudzi dzakawira mugomba radzakachera; tsoka dzavo dzakabatwa nemimbure yavakaviga. Ver Capítulo |