Mapisarema 89:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Imi munotonga kusimuka kwamasaisai, kana osimuka munoanyaradza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndimi munoɓata kuɀikudza kweguŋgwa; Kana mafuŋgu aro acisimuka, ndimi munoanyaradza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Ndimi munobata kuzvikudza kwegungwa; Kana mafungu aro achisimuka, ndimi munoanyaradza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imi munotonga kusimuka kwamasaisai, kana osimuka munoanyaradza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Munotonga pamusoro pokusunda kwegungwa; mafungu aro paanosimuka, munoanyaradza. Ver Capítulo |