Mapisarema 89:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona46 Kusvikira rinhiko nhai TENZI? Mucharamba makazvivanza nokusingaperi here? Kusvika riniko hasha dzenyu dzichiviruka somoto kudai? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Jehova, mucaɀiʋanza nokusiŋgaperi kuȿikira riniko? Kutsamŋa kwenyu kucapisa somŋoto kuȿikira riniko? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200246 Jehovha, muchazvivanza nokusingaperi kusvikira riniko? Kutsamwa kwenyu kuchapisa somoto kusvikira riniko? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Kusvikira rinhiko nhai TENZI? Mucharamba makazvivanza nokusingaperi here? Kusvika riniko hasha dzenyu dzichiviruka somoto kudai? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Haiwa Jehovha kusvikira riniko? Muchazvivanza nokusingaperi here? Hasha dzenyu dzichapisa somoto kusvikira riniko? Ver Capítulo |