La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 89:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 zvokuti simba rechanza changu richagara maari, simba roruoko rwangu richamusimbisa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Canza caŋgu cicasimbiswa naye; Ruʋoko rwaŋgu ʋo rucamusimbisa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Chanza changu chichasimbiswa naye; Ruoko rwanguo ruchamusimbisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 zvokuti simba rechanza changu richagara maari, simba roruoko rwangu richamusimbisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ruoko rwangu ruchamutsigira; zvirokwazvo chanza changu chichamusimbisa.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 89:21

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios