Mapisarema 89:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Imi makapwanya Rahabhu sechitunha, makaparadza mhandu dzenyu nesimba roruoko rwenyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Makaputsanya Rahabi, somunhu wakaʋurawa; Makaparadzira ʋaʋeŋgi ʋenyu noruʋoko rwenyu runesimba. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Makaputsanya Rahabhi, somunhu akaurawa; Makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Imi makapwanya Rahabhu sechitunha, makaparadza mhandu dzenyu nesimba roruoko rwenyu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Makapwanya Rahabhi somumwe wavakaurayiwa; makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba. Ver Capítulo |